Eksodho 9:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 Saka Mozisi akasimudza tsvimbo yake kudenga, uye Jehovha akaunza mabhanan’ana nechimvuramabwe, uye moto* wakadzika panyika, uye Jehovha akaramba achinayisa chimvuramabwe panyika yeIjipiti.
23 Saka Mozisi akasimudza tsvimbo yake kudenga, uye Jehovha akaunza mabhanan’ana nechimvuramabwe, uye moto* wakadzika panyika, uye Jehovha akaramba achinayisa chimvuramabwe panyika yeIjipiti.