Pisarema 72:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwaUye kubvira kuRwizi* kusvikira kumigumo yenyika.+ VaHebheru 1:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Iye zvino pakuguma kwemazuva ano akataura nesu achishandisa Mwanakomana,+ uyo waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvese,+ uye waakashandisa kuita mamiriro ezvinhu epanguva dzakasiyana-siyana.*+ Zvakazarurwa 11:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+
8 Achatonga vanhu kubvira kugungwa kusvikira kugungwaUye kubvira kuRwizi* kusvikira kumigumo yenyika.+
2 Iye zvino pakuguma kwemazuva ano akataura nesu achishandisa Mwanakomana,+ uyo waakagadza kuti ave mugari wenhaka yezvinhu zvese,+ uye waakashandisa kuita mamiriro ezvinhu epanguva dzakasiyana-siyana.*+
15 Ngirozi yechinomwe yakaridza bhosvo rayo.+ Uye manzwi makuru akanzwika kudenga, achiti: “Umambo hwenyika hwava Umambo hwaShe wedu+ nehwaKristu wake,+ uye iye* achatonga samambo nariini nariini.”+