Revhitiko 19:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 “‘Musatonga zvisina kururama. Usasarura murombo kana kuitira tsvete mupfumi.+ Unofanira kutonga mumwe wako zvakarurama. Muparidzi 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Kana ukaona murombo achidzvinyirirwa, pachitongwa zvisina kururama uye kururama kusiri kutevedzerwa mudunhu rako, usashamiswa nazvo.+ Nekuti gurukota iroro riri kuonekwa neuya ari pamusoro paro, uye kune vamwe vatori pamusoro pavo.
15 “‘Musatonga zvisina kururama. Usasarura murombo kana kuitira tsvete mupfumi.+ Unofanira kutonga mumwe wako zvakarurama.
8 Kana ukaona murombo achidzvinyirirwa, pachitongwa zvisina kururama uye kururama kusiri kutevedzerwa mudunhu rako, usashamiswa nazvo.+ Nekuti gurukota iroro riri kuonekwa neuya ari pamusoro paro, uye kune vamwe vatori pamusoro pavo.