2 Makoronike 20:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Pashure paizvozvo vaMoabhi+ nevaAmoni+ vakauya kuzorwisa Jehoshafati vaine vamwe vanhu vekuvaAmonimu.* 2 Makoronike 20:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Chionai zviri kuitwa nevarume veAmoni neveMoabhi nevemunyika ine makomo yeSeiri,+ vamakarambidza vaIsraeri kupinda pakati pavo nechisimba paya pavakabuda munyika yeIjipiti. Vakavarega uye havana kuvaparadza.+
20 Pashure paizvozvo vaMoabhi+ nevaAmoni+ vakauya kuzorwisa Jehoshafati vaine vamwe vanhu vekuvaAmonimu.*
10 Chionai zviri kuitwa nevarume veAmoni neveMoabhi nevemunyika ine makomo yeSeiri,+ vamakarambidza vaIsraeri kupinda pakati pavo nechisimba paya pavakabuda munyika yeIjipiti. Vakavarega uye havana kuvaparadza.+