Dhanieri 2:44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 44 “Mumazuva emadzimambo iwayo, Mwari wekudenga achaita kuti pave neumambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzosiyirwi vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwese uhwu,+ uye ndihwo hwega hucharamba huripo nekusingaperi.+ Zvakazarurwa 2:26, 27 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 26 Uya anokunda uye anoita mabasa angu kusvikira pamugumo, ndichamupa simba pamarudzi,+ 27 sekupiwa kwandakaitwa simba naBaba vangu uye achafudza marudzi netsvimbo yesimbi+ zvekuti achaputswa-putswa semidziyo yevhu.
44 “Mumazuva emadzimambo iwayo, Mwari wekudenga achaita kuti pave neumambo+ husingazomboparadzwi.+ Umambo hwacho hahuzosiyirwi vamwe vanhu.+ Huchapwanya, hwogumisa umambo hwese uhwu,+ uye ndihwo hwega hucharamba huripo nekusingaperi.+
26 Uya anokunda uye anoita mabasa angu kusvikira pamugumo, ndichamupa simba pamarudzi,+ 27 sekupiwa kwandakaitwa simba naBaba vangu uye achafudza marudzi netsvimbo yesimbi+ zvekuti achaputswa-putswa semidziyo yevhu.