2 Samueri 7:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu.+ Kana akakanganisa, ndichamururamisa neshamhu uye ndichamuranga neshamhu sezvinoita vanakomana vevanhu.*+ 1 Madzimambo 11:14 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 14 Jehovha akabva aita kuti pave nemunhu aipikisa Soromoni,+ Hadhadhi muEdhomu weimba yeumambo yeEdhomu.+ 1 Madzimambo 11:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 Akabva ati kuna Jerobhoamu: “Tora zvidimbu gumi, nekuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndiri kubvarura umambo kuti hubve muruoko rwaSoromoni, uye ndichakupa madzinza gumi.+
14 Ndichava baba vake, uye iye achava mwanakomana wangu.+ Kana akakanganisa, ndichamururamisa neshamhu uye ndichamuranga neshamhu sezvinoita vanakomana vevanhu.*+
14 Jehovha akabva aita kuti pave nemunhu aipikisa Soromoni,+ Hadhadhi muEdhomu weimba yeumambo yeEdhomu.+
31 Akabva ati kuna Jerobhoamu: “Tora zvidimbu gumi, nekuti zvanzi naJehovha Mwari waIsraeri: ‘Ndiri kubvarura umambo kuti hubve muruoko rwaSoromoni, uye ndichakupa madzinza gumi.+