RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 40:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Chokwadi makaita zvinhu zvizhinji,

      Haiwa Jehovha Mwari wangu,

      Mabasa enyu anoshamisa mazhinji uye zvamunofunga nezvedu zvakawanda.+

      Hakuna mumwe angaenzaniswa nemi;+

      Kudai ndaida kuedza kuarondedzera uye kutaura nezvawo,

      Aizondiwandira zvekutadza kuatsanangura!+

  • Pisarema 145:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  4 Zvizvarwa nezvizvarwa zvicharumbidza mabasa enyu;

      Zvichazivisa nezvemabasa enyu esimba.+

  • Muparidzi 3:11
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 11 Iye akaita zvinhu zvese zvakanaka* panguva yazvo.+ Akatoisa nguva isingagumi mumwoyo mavo; kunyange zvakadaro, vanhu havafi vakanzwisisa basa rakaitwa naMwari wechokwadi kubvira pakutanga kusvikira pakupedzisira.

  • Zvakazarurwa 15:3
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti:

      “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+

Mabhuku eChiShona (1973-2021)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2021 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe