-
Jobho 26:14Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
Saka ndiani anganzwisisa kutinhira kwake kune simba?”+
-
-
VaRoma 11:33Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
33 Chokwadi pfuma yaMwari neuchenjeri hwake neruzivo zvakadzama! Chokwadi mitongo yake haigoni kuongororwa uye nzira dzake hadzigoni kunzwisiswa!
-