Pisarema 96:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+ Pisarema 97:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 97 Jehovha ava Mambo!+ Nyika ngaifare.+ Zvitsuwa zvizhinji ngazvipembere.+ Isaya 52:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Dzakanaka sei mumakomo tsoka dzeuya ari kuuya nemashoko akanaka,+Iye ari kuzivisa rugare,+Iye ari kuuya nemashoko akanaka ezvinhu zvakanaka,Iye ari kuzivisa ruponeso,Iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava Mambo!”+ Zvakazarurwa 11:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+ Zvakazarurwa 19:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+
10 Zivisai pakati pemarudzi kuti: “Jehovha ava Mambo!+ Nyika yakanyatsosimbiswa, zvekuti haigoni kubviswa pairi.* Achatonga marudzi zvakarurama.”*+
7 Dzakanaka sei mumakomo tsoka dzeuya ari kuuya nemashoko akanaka,+Iye ari kuzivisa rugare,+Iye ari kuuya nemashoko akanaka ezvinhu zvakanaka,Iye ari kuzivisa ruponeso,Iye ari kuti kuZiyoni: “Mwari wako ava Mambo!”+
17 vachiti: “Tinokutendai Jehovha* Mwari Wemasimbaose, imi muripo+ uye makanga muripo, nekuti matora simba renyu guru, mukatanga kutonga samambo.+
6 Ndakanzwa ruzha rwaiita semanzwi eboka guru, uye semvura zhinji uye sekutinhira kwemabhanan’ana ane simba. Akati: “Rumbidzai Jah,*+ nekuti Jehovha* Mwari wedu, iye Wemasimbaose,+ atanga kutonga samambo!+