Pisarema 8:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei munyika yese;Munoita kuti kukudzwa kwenyu kuve kwakakwirira kupfuura matenga chaiwo!*+ Pisarema 76:4 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 4 Munopenya zvakajeka;*Muri mukuru kupfuura makomo anogara zvikara.
8 Haiwa Jehovha Ishe wedu, zita renyu iguru sei munyika yese;Munoita kuti kukudzwa kwenyu kuve kwakakwirira kupfuura matenga chaiwo!*+