9 Nekuti zvitsuwa zvichatarisira kwandiri;+
Ngarava dzeTashishi ndidzo dziri pamberi,
Kuti dziunze vanakomana vako kubva kure,+
Pamwe chete nesirivha yavo negoridhe ravo
Kuzita raJehovha Mwari wako nekuMutsvene waIsraeri,
Nekuti achaita kuti ukudzwe.+