Eksodho 12:12 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Nekuti ndichapfuura nemunyika yeIjipiti usiku uhwu ndouraya matangwe ese ari munyika yeIjipiti, kubvira kumunhu kusvikira kumhuka;+ uye ndichapa mutongo kuvanamwari vese veIjipiti.+ Ndini Jehovha. Eksodho 18:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iye zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari vese,+ nezvaakaitira vaya vaizvikudza vachirwisa vanhu vake.”
12 Nekuti ndichapfuura nemunyika yeIjipiti usiku uhwu ndouraya matangwe ese ari munyika yeIjipiti, kubvira kumunhu kusvikira kumhuka;+ uye ndichapa mutongo kuvanamwari vese veIjipiti.+ Ndini Jehovha.
11 Iye zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari vese,+ nezvaakaitira vaya vaizvikudza vachirwisa vanhu vake.”