Eksodho 18:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Iye zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari vese,+ nezvaakaitira vaya vaizvikudza vachirwisa vanhu vake.” Isaya 44:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Musatya,Uye musapera simba nekutya.+ Handina kugara ndaudza mumwe nemumwe wenyu uye ndazvizivisa here? Imi muri zvapupu zvangu.+ Kune mumwe Mwari kunze kwangu here? Aiwa, hakuna rimwe Dombo;+ hakuna rimwe randinoziva.’”
11 Iye zvino ndava kuziva kuti Jehovha mukuru pane vamwe vanamwari vese,+ nezvaakaitira vaya vaizvikudza vachirwisa vanhu vake.”
8 Musatya,Uye musapera simba nekutya.+ Handina kugara ndaudza mumwe nemumwe wenyu uye ndazvizivisa here? Imi muri zvapupu zvangu.+ Kune mumwe Mwari kunze kwangu here? Aiwa, hakuna rimwe Dombo;+ hakuna rimwe randinoziva.’”