Pisarema 95:6, 7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Uyai tikotame tinamate;Ngatipfugamei pamberi paJehovha Muiti wedu.+ 7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,Makwai aanochengeta.*+ Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ Ezekieri 34:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “‘Zvino imi makwai angu,+ makwai andinochengeta, munongova vanhu uye ini ndini Mwari wenyu,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.” 1 Petro 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nekuti makanga makaita semakwai akarasika,+ asi iye zvino madzoka kumufudzi+ nemutariri wemweya yenyu.*
6 Uyai tikotame tinamate;Ngatipfugamei pamberi paJehovha Muiti wedu.+ 7 Nekuti iye ndiye Mwari wedu,Uye isu tiri vanhu vemafuro ake,Makwai aanochengeta.*+ Nhasi kana mukateerera inzwi rake,+ Ezekieri 34:31 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 31 “‘Zvino imi makwai angu,+ makwai andinochengeta, munongova vanhu uye ini ndini Mwari wenyu,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.” 1 Petro 2:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nekuti makanga makaita semakwai akarasika,+ asi iye zvino madzoka kumufudzi+ nemutariri wemweya yenyu.*
31 “‘Zvino imi makwai angu,+ makwai andinochengeta, munongova vanhu uye ini ndini Mwari wenyu,’ ndizvo zvinotaurwa naChangamire Ishe Jehovha.”
25 Nekuti makanga makaita semakwai akarasika,+ asi iye zvino madzoka kumufudzi+ nemutariri wemweya yenyu.*