RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Numeri 13:32
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 32 Uye vakaramba vachitaurira vaIsraeri mashoko anopedza simba+ nezvenyika yavakanga vanosora, vachiti: “Nyika yacho yatakaenda kunosora, inyika inoparadza vagari vayo, uye vanhu vese vatakaona imomo varume vakanyanyisa kukura.+

  • Dheuteronomi 8:7-9
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 7 Nekuti Jehovha Mwari wenyu ari kukupinzai munyika yakanaka,+ nyika ine hova dzemvura, zvitubu nezvisipiti zvinoyerera mubani nemumakomo, 8 nyika yegorosi nebhari, yemizambiringa, mionde, nemipomegraneti,+ nyika yemafuta emaorivhi neuchi,+ 9 nyika isingazoshayikwi zvekudya uye isina chamunozoshayiwa, nyika ine matombo ane simbi uye yamuchachera mhangura mumakomo ayo.

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe