Joshua 15:63 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 63 Varume vedzinza raJudha havana kukwanisa kudzinga vaJebhusi+ vaigara muJerusarema,+ saka vaJebhusi vachiri kugara nevaJudha muJerusarema nanhasi. Vatongi 1:33 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 33 Naftari haana kudzinga vagari vekuBheti-shemeshi nevagari vekuBheti-anati,+ asi vakaramba vachigara pakati pevaKenani vaigara munyika yacho.+ Vagari vekuBheti-shemeshi nevekuBheti-anati vakava vashandi vavo vavaiitisa basa rekumanikidzwa.
63 Varume vedzinza raJudha havana kukwanisa kudzinga vaJebhusi+ vaigara muJerusarema,+ saka vaJebhusi vachiri kugara nevaJudha muJerusarema nanhasi.
33 Naftari haana kudzinga vagari vekuBheti-shemeshi nevagari vekuBheti-anati,+ asi vakaramba vachigara pakati pevaKenani vaigara munyika yacho.+ Vagari vekuBheti-shemeshi nevekuBheti-anati vakava vashandi vavo vavaiitisa basa rekumanikidzwa.