Isaya 2:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Nekuti makasiya vanhu venyu, iyo imba yaJakobho,+Nekuti vazara nezvinhu zvinobva kuMabvazuva;Vanoita zvemashiripiti+ sevaFiristiya,Uye vazere nevana vevanhu vekune dzimwe nyika.
6 Nekuti makasiya vanhu venyu, iyo imba yaJakobho,+Nekuti vazara nezvinhu zvinobva kuMabvazuva;Vanoita zvemashiripiti+ sevaFiristiya,Uye vazere nevana vevanhu vekune dzimwe nyika.