RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 135:7
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  7 Anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika;

      Anoita kuti mvura yekunaya ive nemheni;*

      Anobudisa mhepo mumatura ake.+

  • Jeremiya 10:13
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 13 Paanoita kuti inzwi rake rinzwike,

      Mvura iri kudenga inotinhira,+

      Uye anoita kuti makore asimuke* kubva kumigumo yenyika.+

      Anogadzirira mvura inonaya mheni,*

      Uye anobudisa mhepo mumatura ake.+

  • Jona 1:4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 4 Jehovha akabva aunza mhepo huru mugungwa, zvekuti mugungwa makava nedutu rinotyisa uye ngarava yacho yakanga yava kuda kuparara.

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe