Mateu 22:43, 44 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 43 Iye akavabvunza kuti: “Saka sei Dhavhidhi paakanga afemerwa+ akamudana kuti Ishe, paakati, 44 ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako”’?+ Mako 12:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Achitungamirirwa nemweya mutsvene+ Dhavhidhi akati, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.”’+ Ruka 20:42, 43 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 42 Nekuti Dhavhidhi anoti mubhuku reMapisarema, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi 43 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+ Mabasa 2:34, 35 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 34 Nekuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga, asi iye pachake anoti, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi 35 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+ 1 VaKorinde 15:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Nekuti anofanira kutonga samambo kusvikira Mwari aisa vavengi vese pasi petsoka dzake.+ VaHebheru 1:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndiye anoratidza kubwinya kwaMwari+ uye ndiye mufananidzo wake chaiwo,+ uye anotsigira zvinhu zvese neshoko rake rine simba. Uye pashure pekutichenesa pazvivi zvedu,+ akagara kuruoko rwerudyi rwaChangamire wekumusorosoro.+ VaHebheru 1:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Asi pangirozi dzese, ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+ VaHebheru 10:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Asi murume uyu akapa chibayiro chezvivi chimwe chete zvikabva zvakwana, ndokugara kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+
43 Iye akavabvunza kuti: “Saka sei Dhavhidhi paakanga afemerwa+ akamudana kuti Ishe, paakati, 44 ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako”’?+
36 Achitungamirirwa nemweya mutsvene+ Dhavhidhi akati, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi kusvikira ndaisa vavengi vako pasi petsoka dzako.”’+
42 Nekuti Dhavhidhi anoti mubhuku reMapisarema, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi 43 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+
34 Nekuti Dhavhidhi haana kukwira kudenga, asi iye pachake anoti, ‘Jehovha* akati kunaShe wangu: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi 35 kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako.”’+
3 Ndiye anoratidza kubwinya kwaMwari+ uye ndiye mufananidzo wake chaiwo,+ uye anotsigira zvinhu zvese neshoko rake rine simba. Uye pashure pekutichenesa pazvivi zvedu,+ akagara kuruoko rwerudyi rwaChangamire wekumusorosoro.+
13 Asi pangirozi dzese, ndeipi yaakamboti kwairi: “Gara kuruoko rwangu rwerudyi, kusvikira ndaita kuti vavengi vako vave sechitsiko chetsoka dzako”?+
12 Asi murume uyu akapa chibayiro chezvivi chimwe chete zvikabva zvakwana, ndokugara kuruoko rwerudyi rwaMwari,+ 13 kubvira panguva iyoyo akamirira kusvikira vavengi vake vaitwa kuti vave sechitsiko chetsoka dzake.+