RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 2:2
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  2 Madzimambo epanyika anomira ogadzirira

      Uye makurukota anoungana pamwe chete*+

      Kuti arwe naJehovha uye kuti arwe nemuzodziwa wake.*+

  • VaRoma 2:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 5 Asi nekuomesa kwauri kuita musoro uchirega kupfidza zvivi mumwoyo mako, uri kuzviunganidzira hasha pazuva rehasha dzaMwari raacharatidza kutonga kwake kwakarurama.+

  • Zvakazarurwa 11:18
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 18 Asi marudzi akava nehasha, uye hasha dzenyu dzakauyawo, uye nguva yakasarudzwa yakasvika yekuti vakafa vatongwe uye yekupa mubayiro+ varanda venyu vaprofita+ nevatsvene nevaya vanotya zita renyu, vadiki nevakuru, uye yekuti muparadze vari kuparadza nyika.”+

  • Zvakazarurwa 19:19
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 19 Uye ndakaona chikara nemadzimambo enyika nemauto awo vakaungana kuti varwe neuya akatasva bhiza neuto rake.+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe