16 mvura yekumusoro yakabva yamira. Yakaungana semvura yakamiswa nemadziro edhamu, kure kwazvo kuAdhamu, guta riri pedyo neZaretani, ukuwo mvura yaiyerera yakananga kuGungwa reArabha, iro Gungwa reMunyu, yakayerera yese ikapera. Mvura yakamiswa, uye vanhu vakayambuka nepakatarisana neJeriko.