Zvakazarurwa 16:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Ndakanzwa ngirozi yaiva nesimba pamusoro pemvura ichiti: “Imi, iye aripo uye akanga aripo+ uye akavimbika,+ makarurama, nekuti mapa mitongo iyi,+ Zvakazarurwa 16:7 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Uye ndakanzwa atari ichiti: “Ndizvozvo, Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mitongo yenyu ndeyechokwadi uye yakarurama.”+
5 Ndakanzwa ngirozi yaiva nesimba pamusoro pemvura ichiti: “Imi, iye aripo uye akanga aripo+ uye akavimbika,+ makarurama, nekuti mapa mitongo iyi,+
7 Uye ndakanzwa atari ichiti: “Ndizvozvo, Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mitongo yenyu ndeyechokwadi uye yakarurama.”+