Pisarema 48:2, 3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ 3 Mushongwe dzaro dzakavakwa zvakasimba,Mwari azivisa kuti iye inzvimbo yekupotera.*+ Pisarema 78:68 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 68 Asi akasarudza dzinza raJudha,+Gomo reZiyoni, raanoda.+ VaHebheru 12:22 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 22 Asi imi makaswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta raMwari mupenyu, Jerusarema rekudenga,+ nekumakumi ezviuru engirozi
2 Guta rinoyevedza riri pakakwirira uye rinofadza nyika yese,+Igomo reZiyoni riri kuchamhembe,Guta raMambo Mukuru.+ 3 Mushongwe dzaro dzakavakwa zvakasimba,Mwari azivisa kuti iye inzvimbo yekupotera.*+
22 Asi imi makaswedera kuGomo reZiyoni,+ uye kuguta raMwari mupenyu, Jerusarema rekudenga,+ nekumakumi ezviuru engirozi