Jeremiya 3:17 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 17 Panguva iyoyo vachatumidza Jerusarema kuti chigaro cheumambo chaJehovha;+ uye marudzi ese achaunganidzwa kune zita raJehovha kuJerusarema,+ uye havazoomesi misoro zvakare vachitevera mwoyo yavo yakaipa.”
17 Panguva iyoyo vachatumidza Jerusarema kuti chigaro cheumambo chaJehovha;+ uye marudzi ese achaunganidzwa kune zita raJehovha kuJerusarema,+ uye havazoomesi misoro zvakare vachitevera mwoyo yavo yakaipa.”