-
Eksodho 14:27, 28Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
27 Mozisi akabva angotambanudzira ruoko rwake pamusoro pegungwa, uye kwava kuedza gungwa rakatanga kudzokera pane zvarakanga rakaita. VaIjipiti pavaitiza, Jehovha akavazunzira mukati megungwa.+ 28 Mvura yaidzokera yakafukidza ngoro dzehondo, nemauto ese aFarao nevarwi vakanga vakatasva mabhiza vakanga vapinda mugungwa vachivatevera.+ Hapana kana mumwe chete wavo akapona.+
-