Pisarema 5:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Jehovha, nditungamirireiwo mukururama kwenyu nekuti ndakakombwa nevavengi;Itai kuti nzira yenyu ijeke pamberi pangu.+ Zvirevo 3:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Funga nezvake munzira dzako dzese,+Uye iye acharuramisa makwara ako.+
8 Jehovha, nditungamirireiwo mukururama kwenyu nekuti ndakakombwa nevavengi;Itai kuti nzira yenyu ijeke pamberi pangu.+