-
1 Samueri 26:9, 10Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
9 Zvisinei, Dhavhidhi akati kuna Abhishai: “Usamubaya, nekuti ndiani angasimudza ruoko rwake kuti arwise muzodziwa waJehovha+ oramba asina mhosva?”+ 10 Dhavhidhi akaenderera mberi achiti: “Chokwadi naJehovha mupenyu, Jehovha achamuuraya ega,+ kana kuti zuva rake richasvika+ ofa, kana kuti achaenda kuhondo ofira ikoko.+
-