Dheuteronomi 3:24 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi matanga kuratidza muranda wenyu ukuru hwenyu uye ruoko rwenyu rune simba,+ nekuti ndiani mwari ari kudenga kana kuti ari panyika anoita mabasa esimba akaita seenyu?+ 1 Makoronike 29:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ nerunako nekubwinya nekukudzwa+ ndezvenyu, nekuti zvinhu zvese zviri kudenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndehwenyu.+ Ndimi muri kuzviita kuti muve mukuru pane zvese. Zvakazarurwa 15:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+
24 ‘Haiwa Changamire Ishe Jehovha, imi matanga kuratidza muranda wenyu ukuru hwenyu uye ruoko rwenyu rune simba,+ nekuti ndiani mwari ari kudenga kana kuti ari panyika anoita mabasa esimba akaita seenyu?+
11 Haiwa Jehovha, ukuru+ nesimba+ nerunako nekubwinya nekukudzwa+ ndezvenyu, nekuti zvinhu zvese zviri kudenga nepanyika ndezvenyu.+ Haiwa Jehovha, umambo ndehwenyu.+ Ndimi muri kuzviita kuti muve mukuru pane zvese.
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti: “Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+