-
Pisarema 18:25Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
25 Makavimbika kumunhu akavimbika;+
Kumunhu asina mhosva munoratidza kuti hamuna mhosva;+
-
Zvakazarurwa 15:3, 4Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
3 Vaiimba rwiyo rwaMozisi+ muranda waMwari nerwiyo rweGwayana,+ vachiti:
“Jehovha* Mwari Wemasimbaose,+ mabasa enyu makuru uye anoshamisa.+ Nzira dzenyu dzakarurama uye ndedzechokwadi,+ imi Mambo asingagumi.+ 4 Chokwadi ndiani asingazokutyii uye asingazokudzi zita renyu, imi Jehovha,* nekuti ndimi mega makavimbika?+ Marudzi ese achauya kuzokunamatai,+ nekuti akaziviswa mirayiro yenyu yakarurama.”
-
-
-