Pisarema 150:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 150 Rumbidzai Jah!*+ Rumbidzai Mwari munzvimbo yake tsvene.+ Murumbidzei mumatenga anopupurira simba rake.+ Zvakazarurwa 4:11 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 11 “Jehovha,* Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nekuremekedzwa+ nesimba,+ nekuti makasika zvinhu zvese,+ uye nekuda kwenyu zvakavapo uye zvakasikwa.”
150 Rumbidzai Jah!*+ Rumbidzai Mwari munzvimbo yake tsvene.+ Murumbidzei mumatenga anopupurira simba rake.+
11 “Jehovha,* Mwari wedu, makakodzera kuti mugamuchire kukudzwa+ nekuremekedzwa+ nesimba,+ nekuti makasika zvinhu zvese,+ uye nekuda kwenyu zvakavapo uye zvakasikwa.”