Pisarema 37:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Vimba naJehovha uye ita zvakanaka;+Gara panyika, uye ita zvinhu wakatendeka.+ Pisarema 62:8 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 8 Vimbai naye nguva dzese, haiwa imi vanhu. Dururai mwoyo yenyu pamberi pake.+ Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera.+ (Sera) Zvirevo 3:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Vimba naJehovha+ nemwoyo wako wese,Urege kuvimba nekunzwisisa* kwako.+ 1 Petro 4:19 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 19 Saka vaya vari kutambura nemhaka yekuti vari kuita kuda kwaMwari ngavarambe vachizviisa* mumaoko eMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.+
8 Vimbai naye nguva dzese, haiwa imi vanhu. Dururai mwoyo yenyu pamberi pake.+ Mwari ndiye nzvimbo yedu yekupotera.+ (Sera)
19 Saka vaya vari kutambura nemhaka yekuti vari kuita kuda kwaMwari ngavarambe vachizviisa* mumaoko eMusiki akatendeka vachiita zvakanaka.+