Pisarema 59:5, 6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 Nekuti imi Jehovha Mwari wemauto, ndimi Mwari waIsraeri.+ Mukai muongorore marudzi ese. Musanzwira tsitsi vatengesi vese vakaipa.+ (Sera) 6 Vanodzoka manheru ega ega;+Vanohon’a* sembwa+ uye vanonyangira vachipoterera guta.+ Ruka 22:63 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 63 Varume vakanga vasunga Jesu vakatanga kumunyomba,+ vachimurova;+
5 Nekuti imi Jehovha Mwari wemauto, ndimi Mwari waIsraeri.+ Mukai muongorore marudzi ese. Musanzwira tsitsi vatengesi vese vakaipa.+ (Sera) 6 Vanodzoka manheru ega ega;+Vanohon’a* sembwa+ uye vanonyangira vachipoterera guta.+