RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 3:5
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    •  5 Ndicharara pasi, ndobatwa nehope;

      Uye ndichamuka ndisina chekutya,

      Nekuti Jehovha anoramba achinditsigira.+

  • Zvirevo 3:24
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 24 Paunorara, unenge usina chekutya;+

      Ucharara, uye uchanakirwa nehope.+

  • Zvirevo 3:26
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 26 Nekuti uchakwanisa kunyatsovimba naJehovha;+

      Achaita kuti tsoka yako isabatwa.+

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe