Pisarema 34:20 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 20 Anochengetedza mapfupa ake ese;Hapana kana rimwe chete rawo rakatyorwa.+ Johani 19:36 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 36 Zvinhu izvi zvakatoitika kuti rugwaro ruzadziswe runoti: “Hapana kana pfupa rake richatyorwa.”+