-
Pisarema 69:6Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
6 Vaya vane tariro mamuri ngavarege kunyadziswa pamusana pangu,
Haiwa Changamire Ishe, Jehovha wemauto.
Vaya vanokutsvagai ngavarege kunyadziswa pamusana pangu,
Haiwa Mwari waIsraeri.
-