Zvirevo 6:12, 13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 12 Munhu asina zvaanobatsira uye akaipa anofamba-famba achitaura zvisina kururama;+13 Anochonya neziso rake,+ achiita zviratidzo netsoka yake, achinongedza neminwe yake.
12 Munhu asina zvaanobatsira uye akaipa anofamba-famba achitaura zvisina kururama;+13 Anochonya neziso rake,+ achiita zviratidzo netsoka yake, achinongedza neminwe yake.