Isaya 45:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 Nekuti zvanzi naJehovha,Musiki wedenga,+ Mwari wechokwadi,Muumbi wenyika, Muiti wayo, iye akaisimbisa kwazvo,+Asina kungoisikira pasina,* asi akaiumba kuti igarwe:+ “Ndini Jehovha, hakuna mumwe. Mateu 5:5 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 5 “Vanofara vanyoro,+ nekuti vachagara nhaka yenyika.+ Zvakazarurwa 21:3 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+
18 Nekuti zvanzi naJehovha,Musiki wedenga,+ Mwari wechokwadi,Muumbi wenyika, Muiti wayo, iye akaisimbisa kwazvo,+Asina kungoisikira pasina,* asi akaiumba kuti igarwe:+ “Ndini Jehovha, hakuna mumwe.
3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+