1 Samueri 18:21 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 21 Saka Sauro akati: “Ndichamupa mwanasikana wangu kuti ave musungo kwaari, kuitira kuti ruoko rwevaFiristiya ruve pamusoro pake.”+ Sauro akabva ati kuna Dhavhidhi kechipiri: “Uchava mukuwasha wangu* nhasi.” 1 Samueri 18:25 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 25 Sauro akabva ati: “Udzai Dhavhidhi kuti, ‘Mambo haasi kuda mari yeroora+ asi ari kuda zvikanda zvepamberi 100+ zvevaFiristiya, kuti atsive vavengi vamambo.’” Nekuti Sauro aironga kuti Dhavhidhi aurayiwe neruoko rwevaFiristiya.
21 Saka Sauro akati: “Ndichamupa mwanasikana wangu kuti ave musungo kwaari, kuitira kuti ruoko rwevaFiristiya ruve pamusoro pake.”+ Sauro akabva ati kuna Dhavhidhi kechipiri: “Uchava mukuwasha wangu* nhasi.”
25 Sauro akabva ati: “Udzai Dhavhidhi kuti, ‘Mambo haasi kuda mari yeroora+ asi ari kuda zvikanda zvepamberi 100+ zvevaFiristiya, kuti atsive vavengi vamambo.’” Nekuti Sauro aironga kuti Dhavhidhi aurayiwe neruoko rwevaFiristiya.