20 nekuda Jehovha Mwari wako,+ nekuteerera inzwi rake, uye nekunamatira kwaari,+ nekuti iye ndiye upenyu hwako uye ndiye achaita kuti ukwanise kugara kwenguva refu munyika yakapikirwa naJehovha kuti achapa madzitateguru ako, Abrahamu, Isaka, naJakobho.”+