RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Mateu 25:46
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 46 Ava vachaenda kunoparadzwa* nekusingaperi,+ asi vakarurama kuupenyu husingaperi.”+

  • Zvakazarurwa 21:3, 4
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 3 Ndakabva ndanzwa inzwi guru richibva kuchigaro cheumambo richiti: “Tarisa uone! Tende raMwari riri pakati pevanhu, iye achagara navo, uye ivo vachava vanhu vake. Mwari pachake achava navo.+ 4 Achapukuta misodzi yese pamaziso avo,+ uye hapazovi nerufu,+ kana kuchema kana kuridza mhere kana kurwadziwa.+ Zvinhu zvekutanga zvapfuura.”

Mabhuku eChiShona (1973-2026)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2026 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe