Revhitiko 25:23 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 23 “‘Minda yacho haifaniri kutengeswa zvachose,+ nekuti nyika yacho ndeyangu.+ Nekuti kana ndichikuonai, muri vatorwa uye vanhu vakangopiwa pekugara.+ 1 Makoronike 29:15 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 15 Nekuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanhu vanobva kune imwe nyika, sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ese.+ Nekuti mazuva edu panyika akaita semumvuri,+ haana tariro.
23 “‘Minda yacho haifaniri kutengeswa zvachose,+ nekuti nyika yacho ndeyangu.+ Nekuti kana ndichikuonai, muri vatorwa uye vanhu vakangopiwa pekugara.+
15 Nekuti tiri vatorwa pamberi penyu uye vanhu vanobva kune imwe nyika, sezvakanga zvakaita madzitateguru edu ese.+ Nekuti mazuva edu panyika akaita semumvuri,+ haana tariro.