VaHebheru 11:13 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 13 Vese ivava vakafa vachitenda, kunyange zvazvo vasina kugamuchira zvakanga zvavimbiswa;+ asi vakazviona zvichiri kure,+ vakazvitambira nemufaro, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaenzi nevagari vari kupfuura munyika yacho.
13 Vese ivava vakafa vachitenda, kunyange zvazvo vasina kugamuchira zvakanga zvavimbiswa;+ asi vakazviona zvichiri kure,+ vakazvitambira nemufaro, vakazivisa pachena kuti vakanga vari vaenzi nevagari vari kupfuura munyika yacho.