RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • Pisarema 22:21-23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 21 Ndiponesei pamuromo weshumba+ uye panzombe dzemusango;

      Ndipindurei mundiponese.

      22 Ndichazivisa hama dzangu zita renyu;+

      Ndichakurumbidzai ndiri pakati peungano.+

      23 Imi vanotya Jehovha, murumbidzei!

      Imi mese vana* vaJakobho, mukudzei!+

      Mirai muchishamiswa imi mese vana* vaIsraeri.

  • Pisarema 50:23
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
    • 23 Munhu anopa kuonga sechibayiro chake ndiye anondikudza,+

      Uye kana ari uya anoramba ari munzira chaiyo,

      Ndichaita kuti aone ruponeso rwaMwari.”+

Mabhuku eChiShona (1973-2025)
Buda
Pinda
  • Shona
  • Tumirawo Vamwe
  • Zvaunofarira
  • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
  • Terms of Use
  • Privacy Policy
  • Privacy Settings
  • JW.ORG
  • Pinda
Tumirawo Vamwe