Hosiya 4:6 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 6 Vanhu vangu vachaitwa kuti vanyarare,* nekuti havandizivi. Zvawakaramba kundiziva,+Ndicharambawo kuti uve mupristi wangu;Uye zvawakakanganwa mutemo waMwari wako,+Iniwo ndichakanganwa vanakomana vako.
6 Vanhu vangu vachaitwa kuti vanyarare,* nekuti havandizivi. Zvawakaramba kundiziva,+Ndicharambawo kuti uve mupristi wangu;Uye zvawakakanganwa mutemo waMwari wako,+Iniwo ndichakanganwa vanakomana vako.