Pisarema 37:9 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 9 Nekuti vanhu vakaipa vachaparadzwa,+Asi vaya vanotarisira kuna Jehovha vachagara nhaka yenyika.+