-
2 Samueri 16:1Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
16 Dhavhidhi paakangoti pfuurei zvishoma pamusoro pegomo,+ akaona Zibha+ mushandi waMefibhosheti+ uyo akanga auya kuzosangana naye aine madhongi maviri akanga akasungirirwa zvekugarira pamusana, uye akatakudzwa zvingwa 200, nemakeke 100 emazambiringa akaomeswa, nemakeke 100 emichero yemuzhizha,* nechirongo chihombe chewaini.+
-