Pisarema 111:10 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+ ש [Sin] Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+ ת [Taw] Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi. 2 VaKorinde 7:1 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.
10 Kutya Jehovha ndiko kutanga kweuchenjeri.+ ש [Sin] Vese vanochengeta mirayiro yake vanoratidza kuti vanonzwisisa.+ ת [Taw] Kurumbidzwa kwake kunogara nekusingaperi.
7 Saka vadiwa, sezvo tiri kuvimbiswa zvinhu zvakadai,+ ngatizvichenesei pazvinhu zvese zvinosvibisa nyama nemweya,+ tichiwedzera kuva vatsvene pakutya Mwari.