-
1 Samueri 15:13-15Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
13 Samueri paakazosvika kwaiva naSauro, Sauro akati kwaari: “Jehovha ngaakukomborerei. Ndakaita zvakataurwa naJehovha.” 14 Asi Samueri akati: “Saka kuchema kwemakwai uku kuri munzeve dzangu ndekwei, nekukuma kwemombe kwandiri kunzwa?”+ 15 Sauro akabva ati: “Zvakabva kuvaAmareki, nekuti vanhu havana kuuraya* zvipfuwo zvakanaka pamakwai nemombe kuti vazvibayire kuna Jehovha Mwari wenyu; asi zvimwe zvese takazviparadza.”
-