Dheuteronomi 4:2 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 2 Hamufaniri kuwedzera chimwe chinhu pashoko randiri kukurayirai, uye hamufaniri kubvisa chimwe chinhu,+ kuti muchengete mirayiro yaJehovha Mwari wenyu yandiri kukurayirai. Zvakazarurwa 22:18 Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva 18 “Ndiri kuzivisa munhu wese anonzwa mashoko euprofita ari mugwaro iri kuti: Kana munhu akawedzera pazvinhu izvi,+ Mwari achamuwedzerawo matambudziko akanyorwa mugwaro iri;+
2 Hamufaniri kuwedzera chimwe chinhu pashoko randiri kukurayirai, uye hamufaniri kubvisa chimwe chinhu,+ kuti muchengete mirayiro yaJehovha Mwari wenyu yandiri kukurayirai.
18 “Ndiri kuzivisa munhu wese anonzwa mashoko euprofita ari mugwaro iri kuti: Kana munhu akawedzera pazvinhu izvi,+ Mwari achamuwedzerawo matambudziko akanyorwa mugwaro iri;+