-
Muparidzi 2:2, 3Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
-
-
2 Ndakataura nezvekuseka ndikati, “Kupenga!”
Uye nezvemafaro* ndakati, “Zvinobatsireiko?”
3 Ndakada kumbofadza mwoyo wangu nekunwa waini+ ndichida kunzwa kuti zvinoita sei, pese ipapo ndichiramba ndiine uchenjeri hwangu; ndakatomboita zveupenzi kuti ndione kuti ndezvipi zvakanyatsonakira vanhu pamazuva mashoma avainawo vachirarama pasi pedenga.
-